Enda pane zvauri kuda

Nyaya dzomuBhaibheri Dzokudzidza

Dzidza Kuti Ungava Sei Nengoni

Dzidza nezvomuSamariya akanaka anotaurwa nezvake naJesu. Dhaunirodha nyaya yacho, verenga nyaya yacho yomuBhaibheri uye mupfungwa dzako nyaya yacho ngaiite sokunge iri kutoitika!