Enda pane zvauri kuda

Vakavharirwa Muchivako Chekare Pamusana Pekutenda Kwavo

Vakavharirwa Muchivako Chekare Pamusana Pekutenda Kwavo

Muchivako chekare chekuSpain makavharirwa mazana eZvapupu zvaJehovha nekuti vaisabvuma kupinda muchiuto pamusana pehana dzavo.