Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Philippines

  • Manila, Philippines​—Kukurukura zviri muBhaibheri kuIntramuros

  • Baler, Aurora Province, Philippines​—Kukoka vanhu vemunharaunda iyoyo kuti vauye kumusangano wavose

  • Manila, Philippines​—Kukurukura zviri muBhaibheri kuIntramuros

  • Baler, Aurora Province, Philippines​—Kukoka vanhu vemunharaunda iyoyo kuti vauye kumusangano wavose

Zvapupu zvaJehovha—Philippines

  • Vagari vemo—113 964 000
  • Zvapupu zvaJehovha—253 876
  • Ungano—3 552
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa464

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Kuva “Zvinhu Zvose Kuvanhu Vemarudzi Ose”

Mabasa akawanda akaitwa naDenton Hopkinson muupenyu hwake akamubatsira kuona kuti Jehovha anoda vanhu vemarudzi ose.

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Vakazvipa Nemwoyo Unoda kuPhilippines

Ona kuti zvii zvakaita kuti vamwe vasiye mabasa avo, vetengese zvinhu zvavo, uye vatamire kunzvimbo dziri kwadzo dzoga dzekuPhilippines.