Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Spain

  • Barcelona, Spain—Zvapupu zvekuno zvinoparidzira mumitauro yakadai sechiArabic, chiCatalan, Chirungu, chiFrench, chiSpanish, nechiUrdu

  • Agaete, Canary Islands, Spain​—Kuratidza munhu bhurocha rinonzi Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari!

Zvapupu zvaJehovha—Spain

  • Vagari vemo—48 197 000
  • Zvapupu zvaJehovha—122 061
  • Ungano—1 397
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa397

ZVAKAITIKA

Vakavharirwa Muchivako Chekare Pamusana Pekutenda Kwavo

Muchivako chekare chekuSpanish makavharirwa mazana eZvapupu zvaJehovha nekuti vaisabvuma kupinda muchiuto pamusana pehana dzavo.

MUKAI!

Kushanya kuSpain

Spain inyika izere nevanhu vemarudzi akasiyana-siyana. Hakuna nyika inogadzira olive oil yakawanda kupfuura Spain.

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Vakambopikira Usista Asi Iye Zvino Vava Hanzvadzi dzechiKristu

Chii chakaita kuti vabve pamisha yemasista yavaigara uye vasiye chechi cheRoma?