Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Burkina Faso

  • Manga, Burkina Faso—Kuparidzira panguva yekukohwa donje

Zvapupu zvaJehovha—Burkina Faso

  • Vagari vemo—22 721 000
  • Zvapupu zvaJehovha—1 986
  • Ungano—50
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa12 470

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Vakazvipa Nemwoyo Unoda—KuWest Africa

Chii chakaita kuti vamwe vagari vekuEurope vatamire kuWest Africa, uye zvinhu zvakazovafambira sei?

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Kuswedera Pedyo naMwari Kwakandinakira

Sarah Maiga akaguma kureba paakanga ava nemakore 9, asi haana kuguma kukura pakunamata.