Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Australia

  • Wollongong, New South Wales, Australia​—Kukoka munhu kuti auye kumusangano wavose

Zvapupu zvaJehovha—Australia

  • Vagari vemo—26 636 000
  • Zvapupu zvaJehovha—71 188
  • Ungano—726
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa379

KUBATSIRA VANHU VOMUNHARAUNDA

Kunyaradza Nekupa Tariro Vakwegura

Zvapupu zvaJehovha zvinoshanya munzvimbo dzinochengeterwa vakwegura dziri kuAustralia.

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuOceania

Zvapupu zvaJehovha zviri kushanda kunodiwa vaparidzi vakawanda kuOceania zviri kukunda sei matambudziko azviri kusangana nawo?

KUPARIDZA PACHENA

Kuparidza Kunzvimbo Iri Kwayo Yoga​—Australia

Ona kunakidzwa kwemhuri yeZvapupu zvaJehovha iri kunoparidzira kwevhiki vanhu vanogara kumapurazi emuAustralia.