Enda pane zvauri kuda

Nhau Dzepasi Rese

 

2024-05-03

NHAU DZEPASI RESE

Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira Nhamba 3 2024

Muvhidhiyo ino, tichakurukura mazano matatu emuBhaibheri anotibatsira pamapfekero edu uye pakushambidzika kwedu.

2024-03-15

NHAU DZEPASI RESE

Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira Nhamba 2 2024

Mumashoko ano abva kuDare Rinotungamirira, tichaona kuti Baba vedu vane rudo, Jehovha, vanoratidza sei kuti vanoda kuti “vanhu vese vasvike pakutendeuka.” (2Pe 3:9) Tichadzidzawo zvagadziridzwa panyaya yezvatinopfeka patinenge tichiita zvinhu zvekunamata.

2024-01-26

NHAU DZEPASI RESE

Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira Nhamba 1 2024

Dzidza kuti kuda vanhu kunotibatsira sei kuti tiwedzere kushanda nesimba muushumiri.

2023-12-15

NHAU DZEPASI RESE

Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira Nhamba 8 2023

Ona kuti tingaratidza sei kuti tiri vashumiri vaMwari nezvatinosarudza pakupfeka uye kutaridzika kwedu uye kuti tingaita sei kuti ungano irambe yakabatana.

2023-10-20

NHAU DZEPASI RESE

Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira Nhamba 7 2023

Inzwa nezvebhuku idzva rinonzi Magwaro Anobatsira Pakurarama kwechiKristu uyewo rugwaro rwegore ra2024.

2023-08-29

NHAU DZEPASI RESE

Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira Nhamba 6 2023

Muvhidhiyo ino, mumwe wevari muDare Rinotungamirira anotiratidza vhidhiyo inokurudzira yahama Negede Teklemariam.

2023-07-24

NHAU DZEPASI RESE

Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira Nhamba 5 2023

Muvhidhiyo ino, mumwe wevari muDare Rinotungamirira anokurukura naHama Dennis Christensen pamwe chete nemudzimai wavo Irina Christensen.

2023-05-26

NHAU DZEPASI RESE

Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira Nhamba 4 2023

Muvhidhiyo ino, hama iri muDare Rinotungamirira inotaura mashoko anoita kuti tese tigadzirire kupinda gungano remazuva matatu iro ratichapinda takaungana. Hama iyi inotaurawo kuti Jehovha anodzivirira sei ushamwari hwedu naye kuti husaparara.

2023-04-17

NHAU DZEPASI RESE

Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira Nhamba 3 2023

Mumwe wevari muDare Rinotungamirira anotiudza kuti hama nehanzvadzi dzedu dziri kuratidza sei kuti Jehovha inzvimbo yavo yekupotera pasinei nemiedzo yakaoma kana kuti njodzi dzinongoitika dzega.

2023-03-15

NHAU DZEPASI RESE

Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira Nhamba 2 2023

Muvhidhiyo ino, mumwe wevari muDare Rinotungamirira anotiudza nezvehama dzedu dziri kuTürkiye uye uye anozokurukura nedzimwe hama mbiri dziri muDare Rinotungamirira.