Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Petr Muzny: Purofesa Wezvemitemo Anotsanangura Kutenda Kwake

Petr Muzny: Purofesa Wezvemitemo Anotsanangura Kutenda Kwake

Petr inyanzvi pakunzwisisa mashandiro anoita pfungwa dzemunhu. Inzwa kuti kudzidza kwaakaita kuti hapana chinongovapo chega pasina chinenge chachikonzera kwakamubatsira sei kuongorora zvaaitenda.