Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Irène Hof Laurenceau: Chiremba Wemabhonzo Anotsanangura Kutenda Kwake

Irène Hof Laurenceau: Chiremba Wemabhonzo Anotsanangura Kutenda Kwake

Irène aitenda kuti kakufanana kari pazvinhu zvakasikwa kanoratidza kuti zvinhu zvakaita zvekushanduka shanduka. Asi basa rake rekuisira makumbo akagadzirwa nevanhu rakaita kuti atange kusava nechokwadi nezvaaitenda.