NHARIREYOMURINDI September 2012 | Mwari Anoona Sei Vanhukadzi?

Ona kuti Bhaibheri rinoti Mwari anoona sei vanhukadzi uye kuti Jesu aivabata sei.

NYAYA IRI PAKAVHA

Matambudziko Evanhukadzi

Munyika yose, vakadzi nevasikana vanoitirwa chisimba uye vanosarurwa kweupenyu hwavo hwose. Sei zvichidaro?

NYAYA IRI PAKAVHA

Mwari Ane Hanya Nevanhukadzi Zvechokwadi Here?

Unofunga kuti Bhaibheri rinozvidza vanhukadzi here? Dzidza maonero chaiwo anoitwa vanhukadzi naMwari.

NYAYA IRI PAKAVHA

Mwari Ane Hanya Nevanhukadzi Uye Anovaremekedza

Tingadzidzei pamabatiro uye pamaonero aiita Jesu vanhukadzi?

NYAYA YEUPENYU

Ndava Kuziva Mwari Wandinonamata

Ona kuti mufundisi weimwe chechi yomweya akazowana sei zvaaitsvaka—chokwadi cheBhaibheri.

DZIDZA KUBVA MUSHOKO RAMWARI

Chii Chichaitika paZuva Rokutongwa?

Vanhu vanodavira zvakasiyana-siyana nezveZuva Rokutongwa. Rinofanira kutyiwa here? Chii chichaitika pazuva iri?

Mwari Anoda Kuti Tive Nemutsa

Zvine basa here kuti uitire vanhu vose mutsa? Mwari anoona sei unhu uhwu?

SWEDERA PEDYO NAJEHOVHA

“Marudzi Achaziva Kuti Ndini Jehovha”

Vakawanda vari kupomera Mwari kuti ndiye anokonzera udzvinyiriri uye kutambura kwevanhu munyika yose. Mwari achachenesa sei zita rake?

Waizviziva Here?

Tsamba dzaitumirwa sei munguva dzinotaurwa muBhaibheri? Kutenga nokutengesa kwaifambiswa sei muIsraeri yekare?

OUR READERS ASK

Vanhukadzi Vanodzidzisawo Here Musangano reZvapupu zvaJehovha?

Kana zvakadaro, zvii zviri muBhaibheri zvavari kutevedzera? Basa ravo nderei?

Kuparidza Kumucheto-cheto Kwekumaodzanyemba kweEurope

Rwendo rwakaoma rwokuenda kuGavdos, chitsuwa chiri kumaodzanyemba kweCrete, runoita kuti mwoyo ifare.

Zita raMwari Rinoziviswa muchiSwahili

Ona kuti zita raMwari rokuti Jehovha rakasvika sei pakuwanikwa muBhaibheri rechiSwahili.

DZIDZISAI VANA VENYU

Makaro Akaita Kuti Gehazi Asafarirwa naMwari

Gehazi akatora zvinhu zvakanga zvisiri zvake. Tingadzidzei panyaya iyi?