Enda pane zvauri kuda

Zvinhu Zvinobatsira Pakudzidza?

Dhaunirodha zvinhu zvinobatsira pakudzidza, uye zvishandise pamwe chete nebhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? Ongorora zvaunotenda, ongorora zvinodzidziswa neBhaibheri, uye dzidza kuti ungadzivirira sei zvaunotenda.

CHITSAUKO 1

Chokwadi Pamusoro paMwari Ndechipi? (Chikamu 1)

Waizoti kudini kana mumwe munhu akakuudza kuti “Mwari anoranga vanhu vakaipa nokuvarwadzisa”?

CHITSAUKO 1

Chokwadi Pamusoro paMwari Ndechipi? (Chikamu 2)

Zvinoita here kuti munhu anyatsova shamwari yaMwari?

CHITSAUKO 2

Bhaibheri​—Bhuku Rinobva Kuna Mwari (Chikamu 1)

Vanhu ndivo vakanyora Bhaibheri saka sei zvichinzi rakanyorwa naMwari?

CHITSAUKO 2

Bhaibheri​—Bhuku Rinobva Kuna Mwari (Chikamu 2)

Pane chimwe chinhu chiri muBhaibheri chinonyanya kuita kuti vanhu vati rakabva kuna Mwari.

CHITSAUKO 3

Chinangwa chaMwari Nokuda Kwenyika Ndechei? (Chikamu 1)

Aida kuti zvinhu zviite sezvazviri iye zvino here?

CHITSAUKO 3

Chinangwa chaMwari Nokuda Kwenyika Ndechei? (Chikamu 2)

Kana Mwari aida kuti nyika ive paradhiso, sei isiri paradhiso iye zvino?

CHITSAUKO 3

Chinangwa chaMwari Nokuda Kwenyika Ndechei? (Chikamu 3)

Mwari akaronga kuti vanhu ndivo vachagadzirisa matambudziko ari munyika here?

CHITSAUKO 4

Jesu Kristu Ndiani? (Chikamu 1)

Ungapindura sei munhu anoti Jesu aingovawo hake munhu akanaka?

CHITSAUKO 4

Jesu Kristu Ndiani? (Chikamu 2)

Ungapindura sei munhu anoti Jesu akaenzana naMwari?

CHITSAUKO 4

Jesu Kristu Ndiani? (Chikamu 3)

Sei tichiti kunyange zvazvo Jesu aiva nesimba aiva munhu munyoro?

CHITSAUKO 5

Rudzikinuro rwaKristu​—Chipo Chikuru Kwazvo chaMwari (Chikamu 1)

Kufirwa kwatakaitwa naJesu yaiva kodzero yedu here?

CHITSAUKO 5

Rudzikinuro rwaKristu​—Chipo Chikuru Kwazvo chaMwari (Chikamu 2)

Rufu rwemunhu mumwe chete rwakaitika makore 1 000 apfuura rwungakubatsira sei?

CHITSAUKO 6

Vakafa Vari Kupi? (Chikamu 1)

Vari kurarama kune imwe nzvimbo here? Vari kutsva mugehena here?

CHITSAUKO 6

Vakafa Vari Kupi? (Chikamu 2)

Rufu ndiyo nzira yedu tose here?

CHITSAUKO 7

Tariro Yechokwadi Nokuda Kwevadiwa Vako Vakafa (Chikamu 1)

Kana uchirwadziwa paunofirwa zvinoreva here kuti hauna kutenda kuti vanhu vachamutswa?

CHITSAUKO 7

Tariro Yechokwadi Nokuda Kwevadiwa Vako Vakafa (Chikamu 2)

Ungapindura sei munhu anoti izvi zvokuti vakafa vachamutswa handifungi kuti ndezvechokwadi?

CHITSAUKO 8

Umambo hwaMwari Chii?(Chikamu 1)

Nei Mwari akasarudza vanhu kuti vatonge semadzimambo kudenga, asi kudenga kuzere ngirozi dzakatendeka?

CHITSAUKO 8

Umambo hwaMwari Chii? (Chikamu 2)

Ndezvipi zvahwakatoita? Ndezvipi zvahuchaita mune ramangwana?

CHITSAUKO 9

Tiri Kurarama Mu“mazuva Okupedzisira” Here? (Chikamu 1)

Vamwe vanoomerwa nokubvuma kuti tiri kurarama mumazuva okupedzisira. Zvii zvinoita kuti uti nyika ino yava pedyo nokuguma?

CHITSAUKO 9

Tiri Kurarama Mu“mazuva Okupedzisira” Here? (Chikamu 2)

Bhaibheri rine zvakanaka zvarinotaura nezvemazuva okupedzisira.

CHITSAUKO 10

Zvisikwa Zvomudzimu—Zvazvinoita Kwatiri (Chikamu 1)

Ngirozi dziriko here? Kune ngirozi dzakaipa here? Shandisa mapepa aya kuti uwane mhinduro dzacho.

CHITSAUKO 10

Zvisikwa Zvomudzimu—Zvazvinoita Kwatiri (Chikamu 2)

Pane chakaipa here pakuedza kutaura nevakafa?

CHITSAUKO 11

Nei Mwari Achibvumira Kutambura? (Chikamu 1)

Kana Mwari ari wemasimbaose, haasiri iye here ari kukonzera zvakaipa?

CHITSAUKO 11

Nei Mwari Achibvumira Kutambura? (Chikamu 2)

Magwaro anopindura mubvunzo iwoyo zvakajeka uye zvinogutsa.

CHITSAUKO 12

Kurarama Nenzira Inofadza Mwari (Chikamu 1)

Unogona kuva shamwari yaMwari here? Ongorora zvaunotenda uye kuti nei uchizvitenda, wozonzwawo kuti Bhaibheri rinombodzidzisei.

CHITSAUKO 12

Kurarama Nenzira Inofadza Mwari (Chikamu 2)

Tinokwanisa here kufadza Mwari pasinei zvapo nekuti Satani ari kuedza kutiunzira matambudziko?

CHITSAUKO 12

Kurarama Nenzira Inofadza Mwari (Chikamu 3)

Zvinoda kushanda nesimba kuti tiite kuti mararamiro edu aenderane nezvinodiwa naMwari. Asi zvinobatsira here?

CHITSAUKO 13

Ona Upenyu Sezvinoita Mwari (Chikamu 1)

Upenyu chipo chinobva kuna Mwari. Tingaratidza sei kuti tinoremekedza upenyu hwedu pachedu uyewo hwevamwe vanhu?

CHITSAUKO 13

Ona Upenyu Sezvinoita Mwari (Chikamu 2)

Nyaya ino ichakubatsira kuti uongorore zvaunotenda panyaya yekuwedzerwa ropa nekushandiswa kwaro uye ichakubatsirawo kuti uzvitsanangurire vamwe.

CHITSAUKO 14

Kuita Kuti Upenyu Hwenyu Hwemhuri Hufadze (Chikamu 1)

Chii chinokosha pakuita kuti vakaroorana vafare? Ongorora zvaunotenda, inzwa zvinodzidziswa neBhaibheri, uye ona kuti ungatsanangurira sei vamwe zvaunotenda uchishandisa pepa iri.

CHITSAUKO 14

Kuita Kuti Upenyu Hwenyu Hwemhuri Hufadze (Chikamu 2)

Vabereki nevana vangabatsirwa sei nezvakaitwa naJesu? Ongorora zvaunotenda uyewo zvinodzidziswa neBhaibheri.

CHITSAUKO 15

Kunamata Kunobvumirwa naMwari (Chikamu 1)

Zvitendero zvese zvinofadza Mwari here? Tingaziva sei chitendero chechokwadi? Ongorora zvinodzidziswa nebhaibheri uye zvaunotenda.

CHITSAUKO 15

Kunamata Kunobvumirwa naMwari (Chikamu 2)

Kungotenda kuti Mwari ariko ndizvo zvega zvinodiwa here kuti atifarire? Kana kuti pane zvimwe zvaanoda kuti vanomunamata vaite here?

CHITSAUKO 16

Tsigira Kunamata Kwechokwadi (Chikamu 1)

Mwari anoda here kuti vanhu vapemberere mazuva ekuberekwa, mazororo echitendero, uye kuti vashandise mifananidzo pakunamata? Bhaibheri rinotii?

CHITSAUKO 16

Tsigira Kunamata Kwechokwadi (Chikamu 2)

Ungatsanangurira sei mumwe munhu zvaunotenda asi usingamugumburi uye uchiremekedza maonero ake?

CHITSAUKO 17

Swedera Pedyo naMwari Nokunyengetera (Chikamu 1)

Ungaita sei kuti uve shamwari yaMwari? Ungaziva sei kuti anonzwa minyengetero yako?

CHITSAUKO 17

Swedera Pedyo naMwari Nokunyengetera (Chikamu 2)

Ona zvinodzidziswa neBhaibheri nezvekuti tinofanira kunyengetera sei uye kana zvadii.

CHITSAUKO 17

Swedera Pedyo naMwari Nokunyengetera (Chikamu 3)

Bhaibheri rinodzidzisa kuti Mwari anopindura minyengetero nenzira dzakasiyana-siyana. Jehovha Mwari anopindura minyengetero yedu sei?

CHITSAUKO 18

Kubhabhatidzwa uye Ukama Hwako naMwari (Chikamu 1)

Nei vaKristu vachifanira kubhabhatidzwa? Ndezvipi zvinofanira kuita kuti vaKristu vade kubhabhatidzwa?

CHITSAUKO 18

Kubhabhatidzwa Uye Ushamwari Hwako naMwari (Chikamu 2)

Chii chinofanira kutanga chaitwa nemuKristu asati azvitsaurira kuna Jehovha? Kuzvitsaurira kunomubatsira sei pane zvaanosarudza muupenyu?

CHITSAUKO 18

Kubhabhatidzwa Uye Ushamwari Hwako naMwari (Chikamu 3)

MuKristu akazvitsaurira kuna Mwari anofanira kurarama sei? Nei vaKristu vanoda Mwari vaine chivimbo chekuti vanokwanisa kuzoita zvinoenderana nekuzvitsaurira kwavakaita?

CHITSAUKO 19

Ramba Uri Murudo rwaMwari (Chikamu 1)

Ungaita sei kuti urambe uine ushamwari hwakasimba naJehovha? Pepa rino richakubatsira kuti uongorore zvaunotenda uye uzvitsanangurire vamwe.

CHITSAUKO 19

Rambai Muri Murudo rwaMwari (Chikamu 2)

Pashure pekunge waziva chokwadi nezvaMwari, chii chichakubatsira kuti uwedzere kuswedera pedyo naye uye urambe uchimuda?