Enda pane zvauri kuda

Mwari Anoti Kudii Panyaya Yekubheja?

Mwari Anoti Kudii Panyaya Yekubheja?

Mhinduro yeBhaibheri

 Kunyange zvazvo Bhaibheri risina parinonyatsotaura nezvekubheja, kana tikaongorora zvarinotaura tinogona kuona kuti munhu anenge achiita zvekubheja anenge achiita chivi pamberi paMwari.​—VaEfeso 5:17. a

a MuBhaibheri, panonyatsotaurwa nezvekubheja ndepaya apo masoja eRoma akakanda mijenya, kana kuti “akabheja,” kuti aone kuti ndiani aizotora hembe yaJesu.​—Mateu 27:35; Johani 19:23, 24; Contemporary English Version; Good News Translation.