Enda pane zvauri kuda

BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU

Rudo Rwakavimbika Rwuchakunda Ruvengo Riini?

Rudo Rwakavimbika Rwuchakunda Ruvengo Riini?

Pasinei nekurwisana uye kuvengana kwaiitika kwemakore pakati pevanhu verudzi rwechiJudha nevekuPalestine, pane vamwe vakakwanisa kubvisa rusaruro mumwoyo yavo. Vhidhiyo ino ine vaviri vakakwanisa kuita izvozvo.