Enda pane zvauri kuda

Andrey Nesmachniy: Ndairaramira Kutamba Nhabvu

Andrey Nesmachniy: Ndairaramira Kutamba Nhabvu

Pashure pekunge Andrey aita zvaaishuva kuita muupenyu, pane zvinhu zvakawanda zvakaitika muupenyu hwake zvakaita kuti azvibvunze kuti aimboraramirei. Akawana mhinduro kwaaisambofunga kuti ndiko kwaangaiwana.