Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Zambia

Zvapupu zvaJehovha—Zambia

  • Vagari vemo—20 018 000
  • Zvapupu zvaJehovha—239 427
  • Ungano—3 605
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa95

NYAYA DZEUPENYU

Dayrell Sharp: Tichibatsirwa Nesimba raMwari, Hatidzokeri Shure

Pasinei nematambudziko, Dayrell naSusanne Sharp vakabatsira vanhu vanopfuura 130 kuti vasvike pakubhabhatidzwa.