Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Vanuatu

  • Port-Vila, Vanuatu—Kuratidza mumwe mukadzi zvinodzidziswa neBhaibheri kunzvimbo inonzi Eratap

Zvapupu zvaJehovha—Vanuatu

  • Vagari vemo—334 000
  • Zvapupu zvaJehovha—694
  • Ungano—13
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa560

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Vakazvipa Nemwoyo Unoda

Hanzvadzi dzakawanda dzakanoshumira mhiri kwemakungwa dzaimbozeza kutamira kune dzimwe nyika. Chii chakadzibatsira kuti dzive neushingi? Dzakadzidzei kwadzakatamira?