Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Taiwan

  • Taichung, Taiwan​—Kuratidza turakiti rinotaura nezveBhaibheri kumunhu auya kuzotenga paYizhong Night Market

Zvapupu zvaJehovha—Taiwan

  • Vagari vemo—23 375 000
  • Zvapupu zvaJehovha—11 460
  • Ungano—177
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa2 060

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuTaiwan

Zvapupu zvaJehovha zvinopfuura zana zvakatamira kunodiwa vaparidzi vakawanda voUmambo. Nakidzwa nokuverenga zvakaitika kwavari uye dzidza kuti vakaita sei kuti vabudirire.