Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Russia

Russia Inorwisa Ukraine—Kuzadziswa Kweuporofita hweBhaibheri Here?

Kana zvakadaro, Bhaibheri rinotaura here kuti zvichaguma nei?

NHAU DZAKABUDISWA

Zvapupu zvaJehovha zvemuIrkutsk Zviri Kuramba Zvakavimbika Pasinei Nekurohwa Zveutsinye

Musi wa4 October 2021, mapurisa akapinda nechisimba mudzimba dzeZvapupu zvaJehovha zvinogara muIrkutsk. Hama nehanzvadzi dzedu dzakabvunzurudzwa uye dzakarohwa zvakaipisisa. 6 vavo vakaendeswa kujeri vachimirira kuti nyaya dzavo dzizotongwa. Mhosva yavari kupomerwa ndeyekuti vari kunamata Mwari wavo Jehovha.

Onawo