Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Peru

  • Chachapoyas, Peru—Kutaura nezveUmambo hwaMwari kune varimi vanotaura chiSpanish

Zvapupu zvaJehovha—Peru

  • Vagari vemo—33 966 000
  • Zvapupu zvaJehovha—133 366
  • Ungano—1 551
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa261

KUBUDISA MABHUKU

Mashoko Akanaka muAndes

Vanhu vechiQuechua vari muPeru vari kubatsirwa kuswedera pedyo naJehovha nemabhuku edu uye Shanduro yeNyika Itsva iri mumutauro wavo.