Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Norway

  • Finnmarksvidda, Norway​—Kuparidza munzvimbo inogara vanhu vechiSami

  • Ranheim, Norway—Zvapupu zvichiratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? uye mudenga mune chiedza chinopenya nechekuchamhembe

Zvapupu zvaJehovha—Norway

  • Vagari vemo—5 504 000
  • Zvapupu zvaJehovha—12 034
  • Ungano—162
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa464

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuNorway

Mubvunzo waisatarisirwa wakaita sei kuti imwe mhuri inoshumira kunodiwa vaparidzi vakawanda?