Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Nicaragua

  • Las Pilas, Nicaragua​—Kukurukura zviri muBhaibheri nevarume vaviri

Zvapupu zvaJehovha—Nicaragua

  • Vagari vemo—6 855 000
  • Zvapupu zvaJehovha—28 843
  • Ungano—466
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa240

ZVAKAITIKA

Mafashamo Akaunza Mashoko Akanaka

KuNicaragua kwakaita mafashamo uye vanhu vakawana rubatsiro kubva kuvanhu vavanga vasingafungiri.