Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Ireland

  • Dublin, Ireland​—Kupa munhu turakiti rinonzi Ungada Here Kuziva Chokwadi? panzvimbo inonzi Grand Canal Square

Zvapupu zvaJehovha—Ireland

  • Vagari vemo—7 052 000
  • Zvapupu zvaJehovha—7 974
  • Ungano—121
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa907

KUBUDISA MABHUKU

Kuparidza Mashoko Akanaka Mumitauro yokuIreland Uye kuBritain

Zvapupu zvaJehovha zviri kuedza chaizvo kuparidzira vanhu vanotaura chiScottish Gaelic, chiIrish, nechiWelsh. Vanhu vanotaura mitauro iyi vari kuzvifarira here?

KUPARIDZA PACHENA

Kuparidza Kunzvimbo Iri Kwayo Yoga​—Ireland

Mhuri iri kutsanangura kuti kuparidza Shoko raMwari kuIreland kwakavabatsira sei kuti vabatane.