Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Indonesia

  • Bali, Indonesia​—Kudzidzisa Bhaibheri mumwe mushandi ari mumunda wemupunga pedyo neguta reUbud

Zvapupu zvaJehovha—Indonesia

  • Vagari vemo—281 844 000
  • Zvapupu zvaJehovha—31 023
  • Ungano—491
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa9 275

Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016

Indonesia

Zvapupu zvaJehovha zvakaramba zvakashinga panguva yokusagadzikana kwezvematongerwo enyika, painetsana vanhu vezvitendero uye pazvainge zvakabhanwa kwemakore 25, zvakonzerwa nevafundisi.

KUBVA MUDURA RENHOROONDO YEDU

Chikepe Chinonzi Lightbearer Chinoendesa Chiedza kuSoutheast Asia

Pasinei nekushorwa, varume vashomanana vaifamba neLightbearer vakaparadzira neushingi chiedza cheBhaibheri munharaunda yakakura kwazvo yaiva nevanhu vakawanda.