Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Hong Kong

  • Shau Kei Wan, Hong Kong—Kuratidza mumwe mukadzi magazini inonzi Mukai!

Zvapupu zvaJehovha—Hong Kong

  • Vagari vemo—7 498 000
  • Zvapupu zvaJehovha—5 464
  • Ungano—70
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa1 380

NHARIREYOMURINDI

Akawana Chimwe Chinhu Chinopfuura Mukurumbira

Upenyu hwaMina Hung Godenzi hwakachinja nezuva rimwe chete, kubva pakungovawo zvake kasikana kuenda pakuva munhu ane mukurumbira, asi upenyu hwake hahuna kuzomunakidza sezvaaifungira.