Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Guyana

Zvapupu zvaJehovha—Guyana

  • Vagari vemo—798 000
  • Zvapupu zvaJehovha—3 280
  • Ungano—46
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa249

ZVAKAITIKA

Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuGuyana

Zvidzidzo zvipi zvatinowana kune vanhu vakatamira kunodiwa vaparidzi vakawanda? Zvingakubatsira sei kugadzirira kana uchida kunoshumira kune imwe nyika?