Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Guam

  • Merizo Pier, Guam—Kupa munhu bhuku raMashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari!

Zvapupu zvaJehovha—Guam

  • Vagari vemo—173 000
  • Zvapupu zvaJehovha—709
  • Ungano—9
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa250

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Vakazvipa Nemwoyo Unoda kuMicronesia

Vaya vanobva kune dzimwe nyika vanoshumira muzvitsuwa zvomuPacific vanowanzosangana nematambudziko matatu. Vaparidzi voUmambo ava vanoakunda sei?