Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Britain

  • London, England​—Kutaura nevanhu vari kufamba vachiyambuka nepaWestminster Bridge

Zvapupu zvaJehovha—Britain

  • Vagari vemo—66 357 000
  • Zvapupu zvaJehovha—142 073
  • Ungano—1 599
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa474

MABASA OKUVAKA

“Basa Rinoitwa Nemadzimai Pakuvaka”

Unogona kushamiswa nebasa ravanoita.

MABASA OKUVAKA

Kuchengetedzwa Kwemhuka muChelmsford

Zvapupu zvaJehovha zvekuBritain zvakatanga kuvaka hofisi yazvo yebazi pedyo neguta reChelmsford. Ndezvipi zvavari kuita kuti vachengetedze mhuka dziriko?

KUBUDISA MABHUKU

Kuparidza Mashoko Akanaka Mumitauro yokuIreland Uye kuBritain

Zvapupu zvaJehovha zviri kuedza chaizvo kuparidzira vanhu vanotaura chiScottish Gaelic, chiIrish, nechiWelsh. Vanhu vanotaura mitauro iyi vari kuzvifarira here?

KUBATSIRA VANHU VOMUNHARAUNDA

Vechidiki Vakabatsirwa Kuziva Zvokuita Pavanodhererwa Kuchikoro

Hugo, uyo ava nemakore 10, akapiwa mubayiro weDiana Award nekuti akabatsira vamwe kuziva zvekuita pavanodhererwa. Chii chakamubatsira kuti aite izvozvo?