Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

France

  • Paris, France​—Kutaura zviri muBhaibheri pedyo neRwizi rwaSeine

Zvapupu zvaJehovha—France

  • Vagari vemo—64 793 000
  • Zvapupu zvaJehovha—138 133
  • Ungano—1 461
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa474

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

“Jehovha Akakuunzai kuFrance Kuti Muzodzidza Chokwadi”

Chibvumirano chakaitwa neFrance nePoland muna 1919 chakaita kuti pave nemhedzisiro yakanaka.

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

“Hapana Chinhu Chiri Pasi Pezuva Chinofanira Kukutadzisai!”

Mapiyona okuFrance okuma1930 akasiya nhaka yokushingaira uye yokutsungirira.