Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Ethiopia

  • Tis Abay, Ethiopia​—Kuratidza munhu bhuku mumutauro wechiAmharic

Zvapupu zvaJehovha—Ethiopia

  • Vagari vemo—123 771 000
  • Zvapupu zvaJehovha—11 512
  • Ungano—206
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa11 053

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Jehovha Akandikomborera Kupfuura Zvandaitarisira

Kushumira kwakaita Manfred Tonak semumishinari muAfrica kwakamubatsira kuva nemwoyo murefu, kugutsikana, uye kuva nehumwe unhu hwakanaka.