Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Congo, Democratic Republic of

  • Pedyo neKisangani, Democratic Republic of the Congo​—Kuparidzira murume ari kubata hove kuWagenia (Stanley) Falls

Zvapupu zvaJehovha—Congo, Democratic Republic of

  • Vagari vemo—98 152 000
  • Zvapupu zvaJehovha—257 672
  • Ungano—4 385
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa402

MASHANDISIRWO ARI KUITWA MARI YENYU YEZVIPO

Kubatsira Paiitika Njodzi Muna 2021—Hama Nehanzvadzi Dzedu Hadzisi Kusiyiwa Dzichitambura

Muna 2021, dzimwe nyika dzaida rubatsiro pachirwere cheCOVID-19 uyewo padzimwe njodzi dzakakura dzakaitika.

KUBUDISA MABHUKU

Kuendesa Mabhuku Anotsanangura Bhaibheri Kwakasiyana-siyana muCongo

Mwedzi nemwedzi Zvapupu zvinofamba madaro akareba kuti zviendese maBhaibheri nemabhuku anotsanangura Bhaibheri kuvanhu vanogara kwakasiyana-siyana muDRC.