Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Canada

  • Montreal, Canada—Kuratidza mumwe mukadzi Nharireyomurindi

Zvapupu zvaJehovha—Canada

  • Vagari vemo—38 704 000
  • Zvapupu zvaJehovha—120 388
  • Ungano—1 164
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa325

KUPARIDZA PACHENA

Kuparidzira Marudzi Evanhu Vakatanga-Tanga Kugara muCanada

Zvapupu zvaJehovha zvinoparidza mashoko emuBhaibheri kuvanhu vemarudzi akatanga-tanga kugara muCanada kuti vadzidze nezveMusiki mururimi rwaamai.

NHAU DZAKABUDISWA

Kuyeuka Kutenda Kwakaratidzwa Nehama Mumisasa Yevasungwa kuCanada

Pava nemakore 75 kubva pakasunungurwa hama dzedu mumisasa yevasungwa kuCanada. Vakasungirwa kutevedzera zvavakadzidza muBhaibheri.