Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Austria

  • Hallstatt, Austria​—Kuparidzira paimba neimba

  • Vienna, Austria​—Kuparidza muMichaelerplatz

  • Hallstatt, Austria​—Kuparidzira paimba neimba

  • Vienna, Austria​—Kuparidza muMichaelerplatz

Zvapupu zvaJehovha—Austria

  • Vagari vemo—9 105 000
  • Zvapupu zvaJehovha—22 443
  • Ungano—283
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa411

KUBATSIRA VANHU VOMUNHARAUNDA

Kubatsira Vapoteri muCentral Europe

Vapoteri havangodi kuyamurwa nezvekurarama nazvo chete. Zvapupu zvinonyaradza vapoteri uye zvinovapa tariro kuburikidza nekuvaudza mashoko emuBhaibheri.

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Ndakafirwa naBaba Ndikawana Vamwe Baba

Verenga nyaya yaHama Gerrit Lösch, nhengo yeDare Rinodzora.