Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

RAIBHURARI yeWATCHTOWER

Kuisa Raibhurari yeWatchtower

Kuisa Raibhurari yeWatchtower

Ita zvinotevera kuti udhaunirodhe Raibhurari yeWatchtower:

  1. 1. Baya pakanzi Dhaunirodha.

  2. 2. Sarudza mutauro wauri kuda wobva wabaya pekudhaunirodha napo.

  3. 3. Baya kaviri nekukurumidza faira rawadhaunirodha wobva watevedzera mirayiridzo iri kubuda ipapo kuti uise paraibhurari yacho.

  4. 4. Raibhurari yeWatchtower inenge isina mabhuku nezvimwewo saka ita zvinotevera kuti uise zvinhu imomo:

    1. a. Vhura Raibhurari yeWatchtower.

    2. b. Enda pakanzi Rubatsiro, wobva wabaya pakanzi Tsvaga paIndaneti Zvitsva Zvawedzerwa kuti udhaunirodhe zvinhu.

    Unogonawo kutevedzera zviri pakanzi “Kuisa Zvinhu Zvitsva paRaibhurari yeWatchtower kuti udhaunirodhe kana kuisa zvinhu zvitsva paraibhurari yacho.