Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

JW LANGUAGE

Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa​—JW Language (Android)

Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa​—JW Language (Android)

JW Language inoshanda pamidziyo iyi:

  • Matablet nemafoni anoshandisa Android (kutangira paAndroid 4.1 kana kuti imwe iri pamberi peiyi)

Nekukurumidza ichange yava kukwanisa kushanda pamidziyo inotevera:

  • Matablet anonzi Kindle Fire HD

Hapana urongwa hwekuti ishande pamidziyo inotevera:

  • Matablet nemafoni ane Android 4.0 nemamwe akaitangira kubuda

  • Kindle Fire

 

Shamwari inoziva nezveJW Language inogona kukubatsira. Kana isingakwanisi, tapota zadza uye tumira fomu redu repaIndaneti rekukumbira rubatsiro (Rinongowanika muChirungu chete).