Enda pane zvauri kuda

DZIDZA KUBVA KUSHAMWARI DZAJEHOVHA

Hananiya, Mishaeri naAzariya

Hananiya, Mishaeri naAzariya

Shandisa pepa iri rekuprinda remabasa ekuita kuti udzidze kubva kushamwari dzaJehovha dzinoti, Hananiya, Mishaeri naAzariya.

Vabereki, verengai Dhanieri 1:3-7 nevana venyu, mokurukura navo pfungwa dzinokosha dziri muchitsauko 3.

Dhaunirodha kana kuti prinda basa iri rekuita.

Chekai mifananidzo iri papeji yekutanga motevedzera mirayiridzo yakanyorwa ipapo kuti mugadzire zviri papeji rinotevera racho. Pamunenge muchiita izvi nevana venyu, pindurai mibvunzo iri panoperera vhidhiyo.