Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha—Kutenda Kuchiratidzwa Nemabasa, Chikamu 1: Kubuda Murima

Zvaida kutenda kwakasimba kuti Vadzidzi veBhaibheri vabude murima redzidziso dzenhema dzezvitendero idzo dzakanga dzava nemazana emakore dziripo. Vakanga vasingatyi uye vaishingaira kuti vanhu vavhenekerwe nechiedza chechokwadi. Ona kushinga nokuvimbika kwavakanga vakaita uyewo kuti Jehovha akavatungamirira sei kuti vabude murima vachipinda “muchiedza chake chinoshamisa.”

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

DOCUMENTARIES

Zvapupu zvaJehovha—Kutenda Kuchiratidzwa Nemabasa, Chikamu 2: Chiedza Ngachivheneke

Jesu akarayira vateveri vake kuti vaite “kuti vanhu vemarudzi ose vave vadzidzi.” Nemhaka yokushorwa uye matambudziko akawanda, Vadzidzi veBhaibheri vakasvika pakunzwisisa zvinorehwa nokuita kwavo kuti chiedza chivheneke.