NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA May 2024

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaJuly 8–​August 11, 2024.

NYAYA YEKUDZIDZA 18

Vimba ‘neMutongi Wenyika Yese’ Ane Tsitsi!

Ichadzidzwa muvhiki raJuly 8-​14, 2024.

NYAYA YEKUDZIDZA 19

Zvii Zvatinoziva Nezvematongerwo Achaitwa Vanhu naJehovha Mune Ramangwana?

Ichadzidzwa muvhiki raJuly 15-​21, 2024.

NYAYA YEKUDZIDZA 20

Rudo Ngaruite Kuti Urambe Uchiparidza!

Ichadzidzwa muvhiki raJuly 22-​28, 2024.

NYAYA YEKUDZIDZA 21

Zvaungaita Kuti Uwane Munhu Wekuroorana Naye

Ichadzidzwa muvhiki raJuly 29–​August 4, 2024.

NYAYA YEKUDZIDZA 22

Zvamungaita Kuti Kufambidzana Kwenyu Kukubatsirei Kuita Chisarudzo Chakanaka

Ichadzidzwa muvhiki raAugust 5-​11, 2024.