NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA February 2024

Magazini ini ine nyaya dzekudzidza dzaApril 8–May 5, 2024.

NYAYA YEKUDZIDZA 5

“Handizokusiyi Uye Handizokurasi”!

Ichadzidzwa muvhiki raApril 8-​14, 2024.

NYAYA YEKUDZIDZA 6

“Rumbidzai Zita raJehovha”

Ichadzidzwa muvhiki raApril 15-​21, 2024.

NYAYA YEKUDZIDZA 7

Zvatinodzidza kuvaNaziri

Ichadzidzwa muvhiki raApril 22-​28, 2024.

NYAYA YEKUDZIDZA 8

Ramba Uchibvuma Kutungamirirwa naJehovha

Ichadzidzwa muvhiki raApril 29–​May 5, 2024.

Wana Mufaro Paunenge Uchimirira Jehovha Nemwoyo Murefu

Vanhu vakawanda vanopedzwa simba nenyika ino pavanenge vakamirira kuti Jehovha aite zvinhu panguva yake yakakodzera. Chii chingaita kuti kumirira kwacho kuve nyore uye tifare patinenge takamirira?

Nhengo Itsva dzeDare Rinotungamirira

Musi weChitatu, 18 January 2023, pakapiwa chiziviso chekuti Hama Gage Fleegle naHama Jeffrey Winder vakagadzwa kuti vave nhengo dzeDare Rinotungamirira reZvapupu zvaJehovha.

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

Bhaibheri rinotii nezvekukwanisa kunoita Jehovha kuziva zvichaitika mune ramangwana?

Waizviziva Here?

Chimbofunga nezvezvikonzero zvitatu zvingangodaro zvaiita kuti vanyori veBhaibheri vadzokorore mamwe mashoko.