Kupa “Uchapupu Hwakasimba nezveUmambo hwaMwari”

Bhuku rino rinotsanangura kutanga kwakaita ungano yechiKristu uye zvatinodzidza paungano iyoyo.

Mamepu

Mamepu ari kuratidza nzvimbo dzinotaurwa muBhaibheri uye nzendo dzemuapostora Pauro dzeumishinari.

Tsamba Inobva kuDare Rinotungamirira

Nei tichigona kuva nechivimbo chekuti Jehovha ari kutitsigira patiri kuramba tichipa “uchapupu hwakasimba” pamusoro peUmambo hwaMwari?

CHITSAUKO 1

“Endai Munoita Kuti Vanhu . . . Vave Vadzidzi”

Jesu akataura kuti mashoko eUmambo aizoparidzwa kumarudzi ese. Zviri kuitwa sei izvozvo?

CHITSAUKO 2

“Muchava Zvapupu Zvangu”

Zvii zvakaitwa naJesu kuti agadzirire vaapostora vake kuti vatungamirire basa rekuparidza?

CHITSAUKO 3

“Vakazadzwa Nemweya Mutsvene”

Mweya mutsvene wakashanda sei pakutanga kwakaita ungano yechiKristu?

CHITSAUKO 4

‘Vanhuwo Zvavo, Vasina Kudzidza’

Vaapostora vakaratidza ushingi, uye Jehovha akavakomborera.

CHITSAUKO 5

“Tinofanira Kuteerera Mwari Semutongi”

Zvakaitwa nevaapostora izvi ndizvo zvaizotevedzerwa nevaKristu vese vaizotevera.

CHITSAUKO 6

“Stefani Akanga Azere Nenyasha dzaMwari Nesimba”

Tinodzidzei paushingi hwakaratidzwa naStefani pamberi pedare repamusoro rechiJudha?

CHITSAUKO 7

Kuzivisa “Mashoko Akanaka Pamusoro paJesu”

Firipi muevhangeri anoshingaira.

CHITSAUKO 8

Ungano “Dzakabva Dzava Nenguva Yerugare”

Sauro aimbotambudza vaKristu anova mudzidzi waJesu Kristu anoshingaira.

CHITSAUKO 9

“Mwari Haasaruri”

VaKristu vanotanga kuparidzira vanhu vemamwe marudzi vasina kuchecheudzwa.

CHITSAUKO 10

“Shoko raJehovha Rakaramba Richikura”

Petro anonunurwa uye kutambudza vaKristu kunotadza kuparadza ungano nekumisa basa rekuparidza mashoko akanaka.

CHITSAUKO 11

“Vakaramba Vachizadzwa Nemufaro Nemweya Mutsvene”

Zvatinodzidza kuna Pauro kana tikasangana nevanhu vari kutiitira hasha vasingadi kuteerera.

CHITSAUKO 12

Kutaura “Neushingi Nesimba raJehovha”

Pauro naBhanabhasi vakaratidza kuti vaizvininipisa, vaiva neushingi, uye vaichinja mharidzo dzavo kuti dzienderane nezviripo.

CHITSAUKO 13

“Pashure Pekunge . . . Vanetsana Navo”

Nyaya yekuchecheudzwa inoendeswa kudare rinotungamirira.

CHITSAUKO 14

“Tabvumirana Tese”

Ona kubatanidzwa kwakaita ungano nezvakanga zvasarudzwa nedare rinotungamirira.

CHITSAUKO 15

‘Kusimbisa Ungano’

Vatariri vematunhu vanobatsira ungano kuti dzisimbe pakutenda.

CHITSAUKO 16

“Yambukirai Kuno kuMakedhoniya”

Tinowana makomborero akawanda kana tikabvuma mabasa atinopiwa uye tikaramba tichifara patinotambudzwa.

CHITSAUKO 17

“Akakurukura Navo Achivabatsira Kunzwisisa Magwaro”

Pauro akapa uchapupu hwakasimba kuvaJudha vaiva muTesaronika nemuBheriya.

CHITSAUKO 18

‘Tsvagai Mwari, Mumuwane’

Paakatsvaga nyaya isingamutse nharo nevateereri vake, Pauro akava nemikana ipi yekuparidza?

CHITSAUKO 19

“Ramba Uchitaura Uye Usaramba Wakanyarara”

Tingadzidzei pane zvakaitwa naPauro muKorinde zvingatibatsira kupa uchapupu hwakasimba nezveUmambo hwaMwari?

CHITSAUKO 20

‘Kukura Uye Kukunda’ Pasinei Nekupikiswa

Dzidza kuti Pauro naAporo vakabatsira sei kuti mashoko akanaka apararire.

CHITSAUKO 21

“Ndakachena Paropa Revanhu Vese”

Kushingaira kwaPauro muushumiri uye kurayira kwaanoita vakuru.

CHITSAUKO 22

“Kuda kwaJehovha Ngakuitike”

Pauro aida kuenda kuJerusarema chero zvodini, nekuti aida kuita kuda kwaMwari.

CHITSAUKO 23

“Teererai Ndichizvipindurira Pamhosva Yamuri Kundipomera”

Pauro anopupurira chokwadi pamberi pemhomho yakamumomotera uye pamberi peSanihedrini.

CHITSAUKO 24

“Usatya!”

Pauro anoranganwa nevaJudha kuti vamuuraye asi anopukunyuka, uye anonomiswa pamberi paFerikisi.

CHITSAUKO 25

“Ndinokwidza Nyaya Yangu Kuna Kesari!”

Pauro anopupurira mashoko akanaka nenzira yakakodzera kutevedzera.

CHITSAUKO 26

“Hapana Kana Mumwe Wenyu Achaparara”

Ngarava yakakwira Pauro inoita tsaona, anoratidza kuti ane kutenda kwakasimba uye kuti anoda vanhu.

CHITSAUKO 27

Kupa “Uchapupu Hwakasimba”

Pauro akaramba achiparidza paaiva musungwa muRoma.

CHITSAUKO 28

“Kusvikira Kunzvimbo Dziri Kure Dzenyika”

Zvapupu zvaJehovha zviri kuenderera mberi nebasa rakatangwa nevateveri vaJesu Kristu vekutanga.

Indekisi Yemifananidzo

Mifananidzo iri mubhuku rino.