Ndezvipi Zvitsva paJW.ORG?

2024-06-03

PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU

September–October 2024

2024-06-03

RAMBAI MAKAMUKA!

Kusateerera Mutemo Kuri Kuwedzera Pasi Rese—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Inzwa kuti chii chiri kukonzera kuti vanhu vasateerera mutemo pasi rese.

2024-05-21

WANANO UYE MHURI

Zvingaitwa Nevanhu Vechikuru Kuti Vasarambana

Chii chiri kuita kuti vanhu vechikuru varambane? Zvii zvamungaita kuti zvisaitikawo kwamuri?

2024-05-20

DZIMWE NZIYO

“Upenyu Muparadhiso”

Kufungisisa nezvetariro yedu yeramangwana kunotipa simba rekutsungirira matambudziko.

2024-05-16

RAMBAI MAKAMUKA!

Ko Unhu Hwakaendepi?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Mazuva ano vanhu havasisina unhu zvachose. Bhaibheri rinotsanangura chikonzero chacho uye kuti chii chingatibatsira kuti tive neunhu hwakanaka pangava pakutaura kana pamaitiro.