Inda pana zwawunoda

Kuzibiswa Nozomulawo

Kuzibiswa Nozomulawo

Imvumo (Copyright)

© 2014 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania, Inc. Kudinda kana kukopa pasina imvumo azutovumilwa.

Iwebhusayiti yeyi yopa Intaneti inotiwa akale inolondotwa neWatchtower Bible and Tract Society of New York, Inc. (“Watchtower”). Kuzhe kokuti zwatondejelwa, mawhi nozunu zose zumo mukati muwebhusayiti yeyi ndezwe Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania.

Zutondejelo Zwamakampani (Trademarks)

Adobe, chitondejelo cheAdobe, Acrobat, nebo chitondejelo cheAcrobat zwutondejelo zopamulawo zwekambani inowhi Adobe Systems Incorporated. iTunes neiPod zutondejelo zopamulawo zweApple Inc. Zumwe zutondejelo zose nozutondejelo zwakakwalwa pamulawo zuna beni bazo.

Imvumo Akale Nemilawo Yokushingisa Iwebhusayiti

Milawo yeyi inokubuja mashingisilo awungate iwebhusayiti yeyi. Kushingisa kuko iwebhusayiti yeyi kunotondejela kuti umuwililana nemilawo ipo. Kana usinowililana nemilawo yeyi yose kana kuti chimwe chibabi chomulawo, awutokwelela kushingisa iwebhusayiti yeyi.

Kushingisa kupo pamulawo ndikokulichini? Unokwanisa kubona, kudawuniloda, kana kuprinta (print) mapikicha abeni (copyrighted) ilodiloyiwa, mabhuku, jimbo, mawhi akale namavidiyo (“Zumomukati”) zumo muwebhusayiti zwawungashingise iwi woga usinotengesa kana kuvuna chiwililano chilokwalwa mudako:

  • Kubiga Zumomukati zwawatola muwebhusayiti ipo paIntaneti (pane imwe webhusayiti, kana kuti ndawu yokukobana mafayila, kana kuti pokukwejisila peIntaneti (social network);

  • Kushingisa zwawuchabatola muwebhusayiti yeyi ukazubhatanisa neyimwe pulogilamu yope compuyuta;

  • Kukopa kana kushingisa nobumizha zunu zupo pewebhusayiti mumali nokutengeselana (koja pesina zwawunowana) kushanganisa kukwendeswa kwamapulogilamu apo pecompuyuta akakwalwa kushingiswa iwebhusayiti yeyi, kana kuti zukabhatana newebhusayiti yeyi (azuna kuti wakazutola kamwemphela chete kana kuti zunolamba zuchincha-chincha;

  • Kungwina pewebhusayiti yeyi ulinechinangwa chokuta kana kukwendesa mawhi anoshingiswa pepulogilamu yecompuyuta (source code), mapulogilamu anoshingiswa samatuluzi kana kuti kucha nokufukunula mawhi nenzila yawo (zunoshanganisila koga zusinopelela panowhi data scraping, data mining, data extraction nedata harvesting) zutilwa pewebhusayiti yeyi kana kuti zwakabhatana nayo;

  • Kushingisa bubi webhusayiti yeyi namapulogilamu apo panamwe mapheji, zunanga sokuphambanisa kushinga kwewebhusayiti yeyi kana kungwina muwebhusayiti yeyi namamwe mapulogilamu nenzila isipo pamulawo;

  • Kuta chimwe chinu zwacho kana kuti chingapejeleja chabulaya kushinga kwewebhusayiti, zungata kuti bamwe bakonwe kushingisa kana kuyishingisa nenzila isipo pamulawo, yokukwibila, inokubaja kana kuyishingisa nenzila isipo pamulawo, jokukwibila kana kuti inokubaja;

  • Kushingisa iwebhusayiti yeyi ulinechinangwa chokushambaja nokutengesa.

Kuvuna Milawo Yokushingisa

Isinolashikilwa namamwe malulamilo anolebelekelwa muchivumilano yechi kana iwi ukavuna milawo yokushingisa ipi zwayo Watchtower inotola matano ayinobona anokwendelana nokuvunwa kwemilawo zunoshanganisa kukubhisila malulamilo okungwina muwebhusayiti, kujibisa icompuyuta ine addilesi yeIP iyo kuti ingwine muwebhusayiti yabo, kulebeleka nekampani inota kuti unde pewebhusayiti ikumbila kuti bekujibise kungwina muwebhusayiti yabo kana kuti bekumangalile inokotwa inyaya iyo.

Kubumbwa

Nshaji nonshaji Watchtower inokwanisa kubumba bupya milawo yeyi yokushingisa. Milawo yokushingisa yakabumbwa bupya inotanga kushinga ponshaji wayinobigwa pewebhusayiti. Timukukumbila kuti ulambe ulinga pheji yeyi kutila kuti ugale uziba zuchababumbwa.

Mulawo Nechithunzi Chawo

Milawo yeyi yokushingisa inebetungamililwa akale ikwendelana nemilawo yeState of New York, U.S.A., zwisineni nokuti milawo yadeni ingabe isinokwendesana neyokwawunogala. Inyaya jilimayelana nokushingisa jinosengwa kugota lye State kana kugota igulwana (federal court) muState of New York, U.S.A.

Kana Zumwe Zubaka Zwechivumilano Yechi Zwisinoshingisika

Pakati pozunu zwalebelekwa muchivumilano chemilawo yokushingisa iwi nabegota amutokwelela, kungwina yopo, ayitotobelejwa, kana isipo pamulawo, zumwe zubaka zuchalamba zushinga. Kana Watchtower ikakonewa kubona kuti chibaka chemilawo yeyi yokushingisa kana chipi zwacho chalondotwa, yozu azutokwelela kutolwa sokuti chibaka chadeni achina nshingo kana kuti iyo ayina malulamilo okulayililila kuti chiwhililwe.

Chivumilano Chizhele

Milawo yeyi yokushingisa ndicho chivumilano chizhele pakati papo neWatchtower penyaya yokushinga zwawuchate newebhusayiti akale chinova chata kuti zumwe zuvumilano zwakatiwa ntolo neWatchtower mayelana nozokushingisa iwebhusayiti yeyi zusishinge.